Mateo 13:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Varanda vomuridzi womunda vakauya kwaari vakasvikoti, ‘Ishe, hamuna kukusha mbeu yakanaka mumunda menyu here? Ko, zvino sawi rakazobvepi?’

Mateo 13

Mateo 13:18-35