Mateo 13:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi uyo anogamuchira shoko rakawira muvhu rakanaka ndiye munhu anonzwa shoko orinzwisisa. Ndiye anobereka mbeu inoburitsa zana, kana makumi matanhatu kana makumi matatu ezvakakushwa.”

Mateo 13

Mateo 13:20-32