Mateo 13:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana munhu akanzwa shoko roumambo, akasarinzwisisa, akaipa anouya osvikobvuta zviya zvanga zvadyarwa mumwoyo make. Iyi ndiyo mbeu yakakushwa munzira.

Mateo 13

Mateo 13:15-27