Mateo 13:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti, ndinokuudzai chokwadi kuti vaprofita vazhinji navanhu vakarurama vaida kuona zvinhu zvamuri kuona asi havana kuzviona, nokunzwa zvamuri kunzwa asi havana kuzvinzwa.

Mateo 13

Mateo 13:16-21