Mateo 12:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akavapindura akati, “Rudzi rwakaipa nerwoupombwe runokumbira chiratidzo! Asi hapana chiratidzo chichapiwa kwarwuri kunze chete kwechiratidzo chomuprofita Jona.

Mateo 12

Mateo 12:34-49