Mateo 12:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panguva iyoyo Jesu akapfuura nomuminda yaiva nezviyo uri musi weSabata. Vadzidzi vake vakanga vava nenzara ndokubva vatanga kupurura hura hwezviyo zviya vachidya.

Mateo 12

Mateo 12:1-11