Mateo 11:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana zvisizvo, makabuda kundoonei? Maindoona murume akanga akapfeka nguo dzakanaka here? Kwete, avo vanopfeka nguo dzakanaka vari mumizinda yamadzimambo.

Mateo 11

Mateo 11:2-10