Mateo 11:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mapofu ava kuona, zvirema zvava kufamba, vana maperembudzi vanoporeswa, matsi dzonzwa, vakafa vari kumutswa, uye kuti nhau dzakanaka dziri kuparidzirwa varombo.

Mateo 11

Mateo 11:1-7