Mateo 11:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Zvinhu zvose zvakapiwa kwandiri naBaba vangu. Hakuna anoziva Mwanakomana kunze kwaBaba, uye hakuna anoziva Baba kunze kwoMwanakomana naavo chete Mwanakomana vaanenge asarudza kuti avazarurire.

Mateo 11

Mateo 11:26-30