Mateo 11:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panguva iyoyo Jesu akati, “Ndinokurumbidzai Baba, Ishe wedenga nenyika, nokuti makavanza zvinhu izvi kuna vakachenjera navakadzidza, uye mukazvizarurira kuvana vaduku.

Mateo 11

Mateo 11:16-30