Mateo 11:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwanakomana woMunhu akanga achidya nokunwa, zvino vanoti, ‘Houno wamakaro nomunwi, shamwari yavateresi navatadzi.’ Asi uchenjeri hunozviratidza kuti hwakarurama namabasa ahwo.”

Mateo 11

Mateo 11:17-21