Mateo 10:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ani naani achada baba vake kana mai vake kupfuura ini haana kukodzera kuva wangu; uye ani naani anoda mwanakomana kana mwanasikana wake kupfuura ini haana kukodzera kuva wangu.

Mateo 10

Mateo 10:34-42