Mateo 10:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvakakwana kuti mudzidzi ave somudzidzisi wake nomurandawo sashe wake. Zvino kana mukuru weimba akanzi ndiBheerizebhubhi, vachadaro zvikuru sei kune veimba yake!

Mateo 10

Mateo 10:17-32