Mateo 10:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana mukatambudzwa mune rimwe guta, tizirai kune rimwe. Ndinokuudzai chokwadi kuti hamungapoteredzi maguta ose omuIsraeri Mwanakomana woMunhu asati adzoka.

Mateo 10

Mateo 10:21-28