Mateo 10:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Mukoma achaurayisa munun'una wake, nababa mwana wavo zvimwe chetezvo, vana vachapandukira vabereki vavo uye vachavaurayisa.

Mateo 10

Mateo 10:17-27