Mateo 10:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana ani naani zvake akasakugamuchirai, kana kuteerera mashoko enyu, gumai guruva retsoka dzenyu pamunenge mobva pamusha ipapo kana muguta imomo.

Mateo 10

Mateo 10:10-15