Maraki 4:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Zvirokwazvo zuva rinouya; richapisa sechoto. Vose vanozvikudza navaiti vezvakaipa vachava mashanga, uye zuva iro rinouya richavapisa,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose. “Hapana mudzi kana davi zvichasara.

Maraki 4

Maraki 4:1-5