Maraki 3:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi ndiani angatsunga pazuva rokuuya kwake? Ndiani angamira paanoonekwa? Nokuti achava somoto womunatsi kana sipo yomusuki.

Maraki 3

Maraki 3:1-11