Maraki 3:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Vachava vangu,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose, “pazuva randichaunganidza pfuma yangu inokosha. Ndichavanzwira tsitsi, somunhu anonzwira tsitsi mwanakomana wake anomushandira.

Maraki 3

Maraki 3:9-18