Maraki 2:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kurayira kwechokwadi kwakanga kuri mumuromo wake, uye chisakarurama hachaiwanikwa pamiromo yake. Akafamba neni murugare nomukururama, uye akadzora vazhinji pazvivi.

Maraki 2

Maraki 2:1-12