Maraki 1:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Edhomu angati, “Kunyange takaparadzwa hedu, tichavakazve matongo.” Asi zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, “Vangavaka havo, asi ndichakoromora. Vachanzi Nyika Yakaipa, vanhu vachagara vakatsamwirwa naJehovha.

Maraki 1

Maraki 1:2-10