Mapisarema 99:7-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

7. Akataura kwavari ari mushongwe yegore; vakachengeta zvipupuriro zvake nemitemo yaakavapa.

8. Haiwa Jehovha Mwari wedu, imi makavapindura; makanga muri Mwari anokanganwira kuna Israeri, kunyange makavaranga pane zvavakaita.

9. Kudzai Jehovha Mwari wedu mumunamate pagomo rake dzvene, nokuti Jehovha Mwari wedu ndiye mutsvene.

Mapisarema 99