Mapisarema 97:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vose vanonamata zvifananidzo vanonyadziswa, avo vanozvirumbidza nezvifananidzo, munamatei, imi vamwari vose!

Mapisarema 97

Mapisarema 97:5-12