Mapisarema 97:4-6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

4. Mheni yake inovhenekera pasi; nyika inozviona igodedera.

5. Makomo anonyungudika senamo pamberi paJehovha, pamberi paIshe wenyika yose.

6. Kudenga denga kunoparidza kururama kwake, uye vanhu vose vanoona kubwinya kwake.

Mapisarema 97