Mapisarema 95:4-7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

4. Nzvimbo dzakadzika dzapanyika dziri muruoko rwake, uye misoro yamakomo ndeyake.

5. Gungwa nderake, nokuti ndiye akariita, uye maoko ake akaumba nyika yakaoma.

6. Uyai tikotame, tinamate, ngatipfugamei pamberi paJehovha Muiti wedu;

7. nokuti ndiye Mwari wedu, uye isu tiri vanhu vanofudzwa naye, makwai anochengetwa naye. Nhasi kana muchinzwa inzwi rake,

Mapisarema 95