Mapisarema 95:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakatsamwira rudzi urwu kwamakore makumi mana; ndakati, “Ava vanhu vane mwoyo yakatsauka, uye havana kuziva nzira dzangu.”

Mapisarema 95

Mapisarema 95:7-11