Mapisarema 94:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pandakava nokufunganya kukuru mandiri, kunyaradza kwenyu kwakandivigira mufaro kumweya wangu.

Mapisarema 94

Mapisarema 94:18-22