Mapisarema 92:13-15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

13. wakadyarwa muimba yaJehovha, vachakura kwazvo muvanze dzaMwari wedu.

14. Vacharamba vachibereka zvibereko pakukwegura kwavo, vachagara vari vanyoro uye vari vatsva.

15. Vachiparidza kuti, “Jehovha akarurama; ndiye Dombo rangu, uye maari hamuna chakaipa.”

Mapisarema 92