Mapisarema 92:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Meso angu akaona kukundwa kwavadzivisi vangu; nzeve dzangu dzakanzwa kuparadzwa kwavavengi vangu vakaipa.

Mapisarema 92

Mapisarema 92:10-15