Mapisarema 91:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Achadana kwandiri, uye ndichamupindura; ndichava naye pakutambudzika, ndichamurwira uye ndichamukudza.

Mapisarema 91

Mapisarema 91:13-16