Mapisarema 90:5-7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

5. Munokukura vanhu pakuvata kworufu; vakaita sebundo idzva ramangwanani,

6. kunyange richimera riri idzva mangwanani, nenguva yamadekwana rinenge raoma uye rasvava.

7. Tapera nokutsamwa kwenyu uye tinovhundutswa nehasha dzenyu.

Mapisarema 90