Mapisarema 90:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uwandu hwamazuva edu hunosvika makore makumi manomwe, kana makumi masere, kana tiine simba; kunyange zvakadaro uwandu hwawo hunongova nhamo nokusuwa, nokuti anokurumidza kupfuura, uye isu tobhururuka.

Mapisarema 90

Mapisarema 90:7-14