Mapisarema 9:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha anozivikanwa nokururamisira kwake; vakaipa vakateyiwa namabasa amaoko avo.Higayoni Sera

Mapisarema 9

Mapisarema 9:8-20