Mapisarema 86:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vigirai muranda wenyu mufaro, nokuti kwamuri, imi Ishe, ndinosimudzira mweya wangu.

Mapisarema 86

Mapisarema 86:1-12