Mapisarema 86:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chengetai upenyu hwangu, nokuti ndakazvipa kwamuri. Muri Mwari wangu; ponesai muranda wenyu anovimba nemi.

Mapisarema 86

Mapisarema 86:1-10