Mapisarema 86:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haiwa Mwari, vanozvikudza vari kundirwisa; boka ravanhu vane utsinye rinotsvaka upenyu hwangu, vanhu vasina hanya nemi.

Mapisarema 86

Mapisarema 86:9-17