Mapisarema 85:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chokwadi, ruponeso rwake rwuri pedyo navanomutya, kuti kubwinya kwake kugogara munyika yedu.

Mapisarema 85

Mapisarema 85:3-13