Mapisarema 85:10-13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

10. Rudo nokutendeka zvinosangana pamwe chete; kururama norugare zvinosvetana.

11. Kutendeka kunomera panyika, kururama kunotarira pasi kuri kudenga.

12. Chokwadi, Jehovha achapa zvinhu zvakanaka, uye nyika yedu ichabereka mukoho wayo.

13. Kururama kuchamutungamirira, uye kuchamugadzirira nzira yetsoka dzake.

Mapisarema 85