Mapisarema 84:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zviri nani kuva pavazhe dzenyu kwezuva rimwe chete, kupfuura mazuva zviuru ndiri kumwe; ndingada zvangu kuva murindi womukova weimba yaMwari wangu kukunda kugara mumatende avakaipa.

Mapisarema 84

Mapisarema 84:4-12