Mapisarema 81:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakutambudzika kwako wakadana ini ndikakununura, ndakakupindura ndiri mugore romutinhiro; ndakakuedza pamvura zhinji yeMeribha. Sera

Mapisarema 81

Mapisarema 81:1-8