Mapisarema 81:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akachisimbisa somutemo wakanyorwa waJosefa panguva yaakandorwa neIjipiti, uko kwatakanzwa mutauro watakanga tisinganzwisisi.

Mapisarema 81

Mapisarema 81:1-7