Mapisarema 8:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana ndichifunga matenga enyu, iro basa reminwe yenyu, mwedzi nenyeredzi, zvamakarongedza panzvimbo yazvo,

Mapisarema 8

Mapisarema 8:2-8