Mapisarema 78:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Havazofanani namadzitateguru avo, rudzi rwakanga rwakasindimara uye rwaimumukira, mwoyo yavo yakanga isingateereri Mwari, mweya yavo yakanga isina kutendeka kwaari.

Mapisarema 78

Mapisarema 78:4-10