Mapisarema 78:67-70 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

67. Ipapo akaramba matende aJosefa, haana kusarudza rudzi rwaEfuremu;

68. asi akasarudza rudzi rwaJudha, Gomo reZioni, raakada.

69. Akavaka nzvimbo yake tsvene senhare yakakwirira, senyika yaakasimbisa nokusingaperi.

70. Akasarudza Dhavhidhi muranda wake, akamutora kumatanga amakwai;

Mapisarema 78