Mapisarema 78:62-64 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

62. Akaisa vanhu vake kumunondo; akatsamwira nhaka yake zvikuru kwazvo.

63. Moto wakaparadza majaya avo, uye varandakadzi vavo vakashayiwa nziyo dzesvitsa;

64. vaprista vavo vakanga vaiswa kumunondo, uye chirikadzi dzavo hadzina kugona kuchema.

Mapisarema 78