Mapisarema 78:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvakadaro iye akavanzwira tsitsi; akavakanganwira kuipa kwavo akasavaparadza. Nguva nenguva akadzora kutsamwa kwake, uye haana kumutsa hasha dzake dzose.

Mapisarema 78

Mapisarema 78:31-46