Mapisarema 78:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akazarura mhepo yokumabvazuva kubva kudenga, uye akafambisa mhepo yakabva zasi nesimba rake.

Mapisarema 78

Mapisarema 78:22-28