Mapisarema 78:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Haiwa vanhu vangu, inzwai kudzidzisa kwangu; teererai mashoko omuromo wangu.

2. Ndichashamisa muromo wangu nditaure nomufananidzo, ndichataura zvinhu zvakavanzika, zvinhu zvakare kare,

3. zvatakanzwa nezvatakaziva, zvatakaudzwa namadzibaba edu.

Mapisarema 78