Mapisarema 77:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ndakarangarira nziyo dzangu panguva yousiku. Mwoyo wangu wakafungisisa uye mweya wangu wakabvunza ukati,

Mapisarema 77

Mapisarema 77:1-16