Mapisarema 77:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kutinhira kwenyu kwakanzwika muchamupupuri, kupenya kwenyu kwakavhenekera nyika; nyika yakadedera ikadengenyeka.

Mapisarema 77

Mapisarema 77:16-20